Pro-LOGISTICS. Malaitsha from Cape Town to Zim

Pro-LOGISTICS. Malaitsha from Cape Town to Zim At pro-Logistics we offer good service
We can ensure you your goods will be transported efficiently from Cape Town to Zimbabwe at a reasonable price

04/11/2020

Takutakura zvinhu zvirikuenda kupera kwanovember varikuda kuta kurisa number dziripabusiness card

03/11/2020

Tirikubuda kupera kwemwedzi uno tokusvitsirai zvinhu zvenyu zvakanaka, tibatei titaure

07/12/2019

Leaving on the 17 december varikuda kuendesa zvinhu kuzim ndifonerei pa0749997175

23/03/2019

Tirikuenda zvekare first week yaapril huyai tisvitse zvinhu kuzim.

13/02/2019

Ngatigadzirirei hama tiendese zvinhu kumba zvigarireko kuno munobirwa

01/02/2019

Kutanga next week takutakura zvinhu zvirikuenda kuzim saka kana Paine varikuda tibatei tisvitse zvinhu nemari yakanaka

28/01/2019
25/01/2019

Gadzirira zvinhu zvenyu tichasimuka pakati pafeb .tumirai zvose zvakakosha zvigarire kumusha uye magroceries tosvitsa kusvika kuharare

10/01/2019

Kunevose vakafarira service yavakapihwa taurai tinzwe toda rutsigirwo rwenyu

10/01/2019

Thanx kune vose vakatsigira mukuendeswa kwezvinhu. Takasvitsa zvose kuvanhu. Zvinotichabuda pakati paFeb huyai tiendese zvinhu kumba

11/12/2018

The name you trust

Address

Khayalisha Kuyasa5
Cape Town
5558

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pro-LOGISTICS. Malaitsha from Cape Town to Zim posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share