Bornbhanditi MR Succeed

Bornbhanditi MR Succeed MABHANDITI music and videos Tax hires reliable transport to deliver succeed family to yr destination s
(1)

01/12/2023
Kana uchida chiremera ,USAKWERETA yes tese tine zvikwereti ,kubva kuvarombo nevapfumi ,maporofita ne n’anga,Pfambi nemat...
24/11/2023

Kana uchida chiremera ,USAKWERETA yes tese tine zvikwereti ,kubva kuvarombo nevapfumi ,maporofita ne n’anga,Pfambi nematsotsi,vakadzidza nevasina,chero nyika chaiyo ine zvikwembi.Ukanokwereta chirega kutambanuka,usavarairwe ziva chakatanga’ Kwaive kushaya Mari ,chinova ndicho chikonzero chakaita kuti unokwereta vanayo Mari.Zvinova zvinogona kuzodzokorodzeka kuishaya zvekare Wakuda kudzorera yawakakwereta yacho.,Munhu aimbova ne onelove & respect newe yese inopera ,pavakunzi Dai ndisina kumbobvira ndakakupa,unoshurwa nekutukirirwa,zvinomakisa,everyone will knw. Statement iri harisiiwe rekunzi ndozvamunetsera hamubatsirike,ndosaka ndaimbokunyima,ndakatomboudzwa nenyaya yenyu yekusadzosa zvikwereti
hapana Chinosara.
Kune vanhu vane mamhepo ekuti akatanga kupopotera Mari yake zvinhu zvako zvese zvinodhakwa hauiwanemari iyoyo,.USAKWERETE PESEPESE ,KUMHUNHUWESEWESE
Kozoita vamwe vekuti vanonzwisisa ,the respect they have for you will not change,Vanoku Simbisa kuti zvichaita ,Munouya nayo pamunoiwana ,Trust me hautore time usina kuiwana Mari yavo because vanenge vasina kukugumbukira,nekuomesa moyo ,kukuridzira tsamwa,kukushaisa mufaro ,zvinova zvino sunungura zvovhura Masango ako ekunovhima.


📚

  let's push
23/11/2023

let's push

20/11/2023

Follow Follow pliz

Kambucha boy
19/11/2023

Kambucha boy

14/11/2023

Maruva kuna Seh Calaz Music

Tisati tataura nezve shura rakaitwa na Saintfloewmusic yesterday kumarondera tese ngatimbosimukai tiise maoko kumukuru we reggae.

I’m really glad that these days Zimbabweans are really giving respect were it’s due. I can assure you kuti haa ava king magitare aakuva bhadhara he is doing well for himself.

Gore ne gore ku ghetto tinofanirwa kupihwa ziku shut down regore

Address

Beitbridge

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bornbhanditi MR Succeed posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share